2 Madzimambo 10:18 BDMCS

18 Ipapo Jehu akaunganidza vanhu vose pamwe chete akati kwavari, “Ahabhu akashumira Bhaari zvishoma; Jehu achamushumira zvakanyanya.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 10

Maonero 2 Madzimambo 10:18 akapoteredza