2 Madzimambo 10:21 BDMCS

21 Ipapo akatuma shoko muIsraeri mose, vashumiri vose vaBhaari vakauya; hapana kana mumwe chete akasara. Vakatsikirirana mutemberi yaBhaari kusvikira yazara kubva kuno rumwe rutivi kusvika kuno rumwe.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 10

Maonero 2 Madzimambo 10:21 akapoteredza