2 Madzimambo 10:23 BDMCS

23 Ipapo Jehu naJehonadhabhi mwanakomana waRekabhi vakapinda mutemberi yaBhaari. Jehu akati kuvashumiri vaBhaari, “Tarirai muone kuti pakati penyu hapana varanda vaJehovha vari pano nemi, asi vashumiri vaBhaari chete.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 10

Maonero 2 Madzimambo 10:23 akapoteredza