2 Madzimambo 10:31 BDMCS

31 Asi Jehu haana kuchenjerera kuchengeta murayiro waJehovha, Mwari waIsraeri, nomwoyo wake wose. Haana kutsauka kubva pazvivi zvaJerobhoamu, zvaakanga aita kuti Israeri iite.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 10

Maonero 2 Madzimambo 10:31 akapoteredza