2 Madzimambo 10:5 BDMCS

5 Naizvozvo mutariri wapamuzinda, nomukuru weguta, navakuru navareri vakatuma shoko kuna Jehu vakati, “Tiri varanda venyu uye tichaita zvose zvamunoreva. Hatichagadzi ani zvake kuti ave mambo; imi itai zvose zvamunofunga kuti zvakanaka.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 10

Maonero 2 Madzimambo 10:5 akapoteredza