2 Madzimambo 12:11 BDMCS

11 Vaiti kana vaona kuti yava marii, vaizoipa kuvarume vakanga vagadzwa kuti vave vatariri vebasa retemberi. Mari iyi yaizoripira vakanga vachishanda patemberi yaJehovha, vavezi navavaki,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 12

Maonero 2 Madzimambo 12:11 akapoteredza