2 Madzimambo 12:13 BDMCS

13 Mari yaiuyiswa mutemberi haina kushandiswa pakugadzira madhishi esirivha, mbato dzemwenje, nemikombe, nehwamanda kana zvimwe zvipi zvazvo zvegoridhe kana sirivha zvetemberi yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 12

Maonero 2 Madzimambo 12:13 akapoteredza