2 Madzimambo 12:7 BDMCS

7 Naizvozvo Mambo Joashi akadana muprista Jehoyadha navamwe vaprista akavabvunza akati, “Seiko musingagadziri pakaputsika mutemberi? Chiregai kutora imwe mari zvakare kubva kuvabati vehomwe, asi muibudise kuti iite basa rokugadzira temberi.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 12

Maonero 2 Madzimambo 12:7 akapoteredza