2 Madzimambo 13:12 BDMCS

12 Zvino zvimwe zvakaitwa pakutonga kwaJehoashi, nezvose zvaakaita, nokubudirira kwake, pamwe nokurwa kwake naAmazia mambo weJudha, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eIsraeri?

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 13

Maonero 2 Madzimambo 13:12 akapoteredza