6 Asi havana kutendeuka kubva pazvivi zveimba yaJerobhoamu, zvaakanga aita kuti Israeri iite, vakarambira mazviri. Uyezve danda raAshera rakaramba rimire muSamaria.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 13
Maonero 2 Madzimambo 13:6 akapoteredza