15 Zvino zvimwe zvokutonga kwaJehoashi, nezvaakaita uye kubudirira kwake, pamwe nokurwa kwake naAmazia mambo weJudha, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eIsraeri?
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 14
Maonero 2 Madzimambo 14:15 akapoteredza