23 Mugore regumi namashanu raAmazia mwanakomana waJoashi mambo weJudha, Jerobhoamu mwanakomana waJehoashi mambo weIsraeri akava mambo muSamaria, akatonga kwamakore makumi mana negore rimwe.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 14
Maonero 2 Madzimambo 14:23 akapoteredza