29 Jerobhoamu akazorora namadzibaba ake, madzimambo eIsraeri. Zekaria mwanakomana wake akamutevera paumambo.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 14
Maonero 2 Madzimambo 14:29 akapoteredza