2 Madzimambo 14:9 BDMCS

9 Asi Jehoashi mambo weIsraeri akapindura Amazia mambo weJudha akati, “Rukato rwomuRebhanoni rwakatuma nhume kumusidhari womuRebhanoni, rukati, ‘Ipa mwanasikana wako kuti awanikwe nomwanakomana wangu.’ Ipapo mhuka yesango yomuRebhanoni yakauyapo ikatsika-tsika rukato netsoka dzayo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 14

Maonero 2 Madzimambo 14:9 akapoteredza