2 Madzimambo 15:16 BDMCS

16 Panguva iyoyo Menahemi, akarwisa Tifisa navose vaiva muguta nenzvimbo dzaiva pedyo, achitanga kubva paTiriza, nokuti vakanga varamba kuzarura masuo avo. Akaparadza Tifisa uye akatumbura vakadzi vaiva nemimba.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 15

Maonero 2 Madzimambo 15:16 akapoteredza