33 Akanga ava namakore makumi maviri namashanu paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore gumi namatanhatu. Zita ramai vake rainzi Jerusha, mwanasikana waZadhoki.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 15
Maonero 2 Madzimambo 15:33 akapoteredza