9 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, sezvakaitwa nababa vake. Haana kutendeuka kubva pazvivi zvaJerobhoamu mwanakomana waNebhati zvakaita kuti Israeri iite.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 15
Maonero 2 Madzimambo 15:9 akapoteredza