2 Madzimambo 16:17 BDMCS

17 Ipapo mambo Ahazia akabvisa mapuranga omumativi uye akabvisawo madhishi pazvigadziko zvinofambiswa. Akabvisa Gungwa kubva panzombe dzendarira dzairitsigira akarigadzika pahwaro hwedombo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 16

Maonero 2 Madzimambo 16:17 akapoteredza