2 Madzimambo 16:5 BDMCS

5 Ipapo Rezini mambo weAramu naPeka mwanakomana waRemaria mambo weIsraeri vakauya kuzorwa neJerusarema vakakomba Ahazia, asi havana kugona kumukunda.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 16

Maonero 2 Madzimambo 16:5 akapoteredza