2 Madzimambo 17:26 BDMCS

26 Vakazivisa mambo weAsiria kuti: “Vanhu vamabvisa mukavagarisa mumaguta eSamaria havazivi zvinodikanwa naMwari wenyika iyoyo. Akatuma shumba pakati pavo, dziri kuvauraya, nokuti vanhu havazivi zvaanoda.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 17

Maonero 2 Madzimambo 17:26 akapoteredza