2 Madzimambo 17:4 BDMCS

4 Asi mambo weAsiria akazoziva kuti Hoshea yaiva mhandu, nokuti akanga atuma nhume kuna So, mambo weIjipiti, uye akarega kuripa mutero kuna mambo weAsiria, sezvaaisiita gore negore. Naizvozvo Sharimaneseri akamubata akamuisa mutorongo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 17

Maonero 2 Madzimambo 17:4 akapoteredza