2 Madzimambo 17:9 BDMCS

9 VaIsraeri vakaita zvinhu zvakanga zvisina kururama kuna Jehovha Mwari wavo muchivande. Vakazvivakira matunhu akakwirira mumaguta avo ose, kubva pachirindo chavarindi kusvikira kuguta rakakomberedzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 17

Maonero 2 Madzimambo 17:9 akapoteredza