2 Madzimambo 18:14 BDMCS

14 Saka Hezekia mambo weJudha akatuma shoko kuna mambo weAsiria paRakishi achiti, “Ndakakanganisa hangu. Ibvai henyu kwandiri, uye ndicharipa zvose zvamuchareva kwandiri.” Mambo weAsiria akaripisa Hezekia mambo weJudha mutero wamazana matatu amatarendaa esirivha namatarenda egoridhe makumi matatub.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 18

Maonero 2 Madzimambo 18:14 akapoteredza