16 Panguva iyoyo Hezekia mambo weJudha akabvisa goridhe raakanga afukidza naro makonhi nembiru dzamakonhi etemberi yaJehovha, akazvipa kuna mambo weAsiria.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 18
Maonero 2 Madzimambo 18:16 akapoteredza