2 Madzimambo 18:2 BDMCS

2 Akanga ava namakore makumi maviri namashanu paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi maviri namapfumbamwe. Zita ramai vake rainzi Abhiya mwanasikana waZekaria.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 18

Maonero 2 Madzimambo 18:2 akapoteredza