2 Madzimambo 18:37 BDMCS

37 Ipapo Eriakimi mwanakomana waHirikia mutariri womunda wamambo, naShebhina munyori naJoa mwanakomana waAsafi munyori wenhoroondo vakaenda kuna Hezekia, nenguo dzavo dzakabvaruka, vakamuudza zvakanga zvataurwa nomukuru wavatariri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 18

Maonero 2 Madzimambo 18:37 akapoteredza