2 Madzimambo 18:5 BDMCS

5 Hezekia akanga achivimba naJehovha, Mwari waIsraeri. Kwakanga kusina akafanana naye pakati pamadzimambo ose eJudha, vakamutangira kana vakamutevera.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 18

Maonero 2 Madzimambo 18:5 akapoteredza