2 Madzimambo 19:26 BDMCS

26 Vanhu vawo, vakapedzwa simba, vakavhundutswa uye vakanyadziswa. Vakafanana nembesa dziri muminda, samabukirwa omuriwo mutete akasvibira, souswa huri pamusoro pemba, hwakatsva husati hwakura.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 19

Maonero 2 Madzimambo 19:26 akapoteredza