35 Usiku ihwohwo mutumwa waJehovha akaenda akauraya varume zviuru zana namakumi masere nezvishanu mumusasa wavaAsiria. Vanhu pavakati vachimuka mangwana acho, wanei heyo mitumbi yavakafa!
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 19
Maonero 2 Madzimambo 19:35 akapoteredza