37 Rimwe zuva, paakanga achinamata mutemberi yamwari wake Nisiroki, vanakomana vake, Adhiramereki naSharezeri vakamuuraya nomunondo, vakatizira kunyika yeArarati. Esarihadhoni mwanakomana wake akamutevera paumambo.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 19
Maonero 2 Madzimambo 19:37 akapoteredza