2 Madzimambo 2:1 BDMCS

1 Jehovha paakanga ava kuda kutora Eria nechinyamupupuri kuti amuendese kudenga, Eria naErisha vakanga vari munzira vachibva kuGirigari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 2

Maonero 2 Madzimambo 2:1 akapoteredza