2 Madzimambo 2:12 BDMCS

12 Uye Erisha akazviona akadanidzira nenzwi guru akati, “Baba vangu! Baba vangu! Ngoro navarume vamabhiza veIsraeri!” Zvino Erisha haana kuzomuonazve. Ipapo akabata nguo dzake akadzibvarura napakati.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 2

Maonero 2 Madzimambo 2:12 akapoteredza