2 Madzimambo 2:3 BDMCS

3 Boka ravaprofita vapaBheteri rakauya kuna Erisha vakamubvunza vakati, “Unoziva here kuti Jehovha ari kuzokutorera tenzi wako nhasi?” Erisha akavapindura akati, “Hongu, ndinozviziva, regai henyu kuzvitaura.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 2

Maonero 2 Madzimambo 2:3 akapoteredza