2 Madzimambo 2:9 BDMCS

9 Vakati vayambuka, Eria akati kuna Erisha, “Nditaurire, unoda kuti ndikuitirei ndisati ndatorwa kubva kwauri?” Erisha akapindura akati “Ndipei migove miviri yomweya wenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 2

Maonero 2 Madzimambo 2:9 akapoteredza