2 Madzimambo 20:13 BDMCS

13 Hezekia akagamuchira nhume akadziratidza zvose zvakanga zviri mumatura rake, sirivha negoridhe, nezvinonhuwira, namafuta anokosha, nedura rezvombo nezvose zvaiwanikwa pakati pepfuma yake. Hezekia haana chaasina kuvaratidza mumuzinda make kana muushe hwake hwose.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 20

Maonero 2 Madzimambo 20:13 akapoteredza