2 Madzimambo 20:20 BDMCS

20 Kana zviri zvimwe zvakaitika panguva yokutonga kwaHezekia, nezvose zvaakaita uye namavakiro aakaita dziva nomugero waakauyisa nawo mvura muguta, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eJudha?

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 20

Maonero 2 Madzimambo 20:20 akapoteredza