2 Madzimambo 21:1 BDMCS

1 Manase akanga ava namakore gumi namaviri paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi mashanu namashanu. Zita ramai vake rainzi Hefizibha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 21

Maonero 2 Madzimambo 21:1 akapoteredza