13 Ndichatambanudzira kuJerusarema tambo yokuyeresa yandakayera nayo Samaria nerwodzi rwandakashandisa kuyera narwo imba yaAhabhu. Ndichapukuta Jerusarema somunhu anonopukuta ndiro, anoipukuta uye anogoitsindikira.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 21
Maonero 2 Madzimambo 21:13 akapoteredza