2 Madzimambo 21:16 BDMCS

16 Pamusoro pezvo, Manase akateura ropa risina mhosva rakawanda zvokuti akazadza Jerusarema kubva kuno rumwe rutivi kusvika kuno rumwe, zvisiri izvozvo chete, asi nezvivi zvaakaita kuti Judha iite, zvokuti vakaita zvakaipa pamberi paJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 21

Maonero 2 Madzimambo 21:16 akapoteredza