2 Madzimambo 21:18 BDMCS

18 Manase akazorora namadzibaba ake akavigwa mubindu romumuzinda wake, bindu raUza. Uye Amoni mwanakomana wake akamutevera paumambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 21

Maonero 2 Madzimambo 21:18 akapoteredza