2 Madzimambo 21:3 BDMCS

3 Akavakazve matunhu akakwirira akanga aparadzwa nababa vake Hezekia; uye akavaka aritari dzaBhaari akaita danda raAshera, sezvakanga zvaitwa naAhabhu mambo weIsraeri. Akapfugamira nyeredzi dzose dzedenga akadzinamata.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 21

Maonero 2 Madzimambo 21:3 akapoteredza