6 Akabayira mwanakomana wake mumoto, akaita uroyi nokuvuka, akabvunza masvikiro navavuki. Akaita zvakaipa zvakawanda pamberi paJehovha, akamutsa hasha dzake.
Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 21
Maonero 2 Madzimambo 21:6 akapoteredza