2 Madzimambo 21:8 BDMCS

8 Handichaitizve kuti tsoka dzavaIsraeri dzidzungaire kubva munyika yandakapa madzitateguru avo, kana vakangochenjera chete kuita zvose zvandakavarayira uye vakachengeta Murayiro wose wavakapiwa nomuranda wangu Mozisi.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 21

Maonero 2 Madzimambo 21:8 akapoteredza