2 Madzimambo 22:1 BDMCS

1 Josia akanga ava namakore masere paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi matatu nerimwe. Zita ramai vake rainzi Jedhidha mwanasikana waAdhaya; aibva kuBhozikati.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 22

Maonero 2 Madzimambo 22:1 akapoteredza