2 Madzimambo 22:14 BDMCS

14 Hirikia muprista, naAhikami, naAkibhori, naShafani naAsaya vakaenda kundotaura naHuridha muprofitakadzi, akanga ari mukadzi waSharumi mwanakomana waTikivha, mwanakomana waHarihasi, muchengeti wenguo. Aigara muJerusarema, muDunhu reChipiri.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 22

Maonero 2 Madzimambo 22:14 akapoteredza