2 Madzimambo 22:17 BDMCS

17 Nokuti vakandirasa, vakapisira zvinonhuwira kuna vamwe vamwari, vakanditsamwisa nokuda kwezvifananidzo zvose zvavakaita namaoko avo, kutsamwa kwangu kuchapfuta pamusoro penzvimbo ino uye hakungadzimwi.’

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 22

Maonero 2 Madzimambo 22:17 akapoteredza