2 Madzimambo 22:19 BDMCS

19 Nokuti mwoyo wako wakanga uri munyoro uye ukazvininipisa pamberi paJehovha pawakanzwa zvandakataura pamusoro penzvimbo ino navanhu vayo, kuti vachatukwa uye kuti vachaitwa dongo, uye nokuti wakabvarura nguo dzako ukachema pamberi pangu, ndakunzwa, ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 22

Maonero 2 Madzimambo 22:19 akapoteredza