2 Madzimambo 22:8 BDMCS

8 Hirikia muprista mukuru akati kuna Shafani munyori, “Ndawana Bhuku roMurayiro mutemberi yaJehovha.” Akaripa kuna Shafani, uyo akariverenga.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 22

Maonero 2 Madzimambo 22:8 akapoteredza