2 Madzimambo 23:19 BDMCS

19 Josia akaita zvimwe chetezvo sezvaakanga aita paBheteri akabvisa uye akashatisa temberi dzose dzapamatunhu akakwirira dzakanga dzavakwa namadzimambo eIsraeri mumaguta eSamaria, akanga atsamwisa Jehovha,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 23

Maonero 2 Madzimambo 23:19 akapoteredza