2 Madzimambo 23:22 BDMCS

22 Hakuna kumbova nepasika yakadai kubvira pamazuva avatongi vakatungamirira Israeri kana pamazuva amadzimambo avaIsraeri, namadzimambo eJudha.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 23

Maonero 2 Madzimambo 23:22 akapoteredza